Queen of ZimDancehall Malloti Ovhurirwa Hombe šš±Hazvipere MusheWagona bro hazvisi bho kutuka chinhu chinobara munhu zvondimbowa kutukirwa Mai vanguš¤£š¤£failed gender varume betserai mumwe wenyu tikunyarira blaz avo aaa zvinei nemi zvechinhu chakeš¤£š¤£š¤£
Kuva pfambi or kusava pfambi akati haasi yechinherera sk imbomirai kuda kutifendera mallongende is a movement baba in Gogo's voice šUkatoona uchiona malloti seasiri hure iwewe wacho ukufunga kuti hasi ndiwe zihure zihombesa manje. Hure rinongooneka chero usina kubvunza wani.I’m not lying. Y’ll know me very well
Kana ndichida munhu ndongotaura pachena why must I lie about that nhai? Handichamude he must stop saying Mallongende using my name for clout. Titendeš