Sunday, May 04

Randfontein MuZimba Ouraiwa Senge Huku Nekuda Kwe Volume Yempta Video Ma1 Achipfuurwa Ka 5

Iko zvino wakaona munhu akabuda mumba akadzoka arimupenyu ingotenda Mwari .....even mumba macho wakarara wakamuka urimupenyu pfugama nemabvi unamate 🥲Mukomana wekumusha abva kupfurwa manje manje in Randfontein .Apfurwa more than 3 times achinzi volume rako

 

 

 

rakawandisa re mota.Amuuraya ndewe muno.Family and community haisi kufara nezvaitika vanoda justice .Kutaura kudai body haisati yatakurwa.

I will be on ground tomorrow meeting family members and community.

 

 

 

 

South Africa vanouraya kunge vari kuuraya huku asi chii vanhu vatemaNyika yevatorwa ino yakuda kudzikama hama. Kana vange vamuti ukuita noise dai angodzima muno tiri kurarama nemhondi unofira zvisina basa. Zvinorwadza vana dzave nherera mota iya yasara mhondi idzi dzinenge dzichitorwadziwa nesu kudhara.

  • Share: