Saturday, May 04

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino

Ray Vines Achirohwa Nema Youth E ZanuPF Hanzi Atyorwa Makumbo Nekubiswa Mazino 

 

 

 

 

 

 

 

he Rise And Fall Of Ray Vines Ndiko kekuti Zanu pf ndikukupai 4 months kuti mubve pachigaro kaaa aka 😂🙌, Hanzi andisi kuda zve Kaimbozviita Superman pasosho media apa real life ibete zvaro 😂 Ndozvichaitwa Elvido izvi first time take kuenda kubhawa Handimufarire hangu but this is wrong kana munhu achimamiswa tokumbiro kuti muvhare maFace bcz aka kanotarisa ngakamamiswe asi vharai maFace..vekurova officer Vaya vakazobatwa ..ndatenda

 

 

 

 

 

 

Whatever he did but zanu pf ndeyekumama muri vekumama This is abuse, and everyone is laughing. Zvakaipa asi, Ray Vines if you are smart use this video and get Asylum somewhere. Nobody deserves to be tortured like this. Mfana uyu haasi akuita zvedombo here uyu 😂😂 coz hmmm anenge akutopenga hake uyu Unenge uchiita monya pa instagram tozosangana newe live tokuputitsa Aka ngakamamiswe at large aka kanozombovhurika mmmmm haaa vanhu ve ZANU Muri mhutter at large Takambokuudzai kuti dzikamai makugariswa pasi manje  Haah comedy yenyu itirai pama camera....kunze uko tokmamisa at large

  • Share: