Reply iyo from amai jilimbaVangagotii vachienda kunoona movie nhasi vanozonyatsodzingwa zveeTukukuziyayi kutsvaga Kuda kunzi paporongwa chete isu Mira hatibhabhadzire paatadza totaura paagona totaura ...apa akagona hakeIni ndoona kunge zvakangoitika fast.
Clip iya inoita kunge vakasaidzirwa, asi sevanhu vanozivana ndoona kunge vakatoudzwa mukunzwanana kwavo. Asi dei aive munhu wekuti haawanzotaura navo ndaizoti vakasaidzirwa. Asi mai jilimba mufaro
wange wakanyanyisa kani vashaya vobata papi ???Mai tt hake she wouldn't do that ane moyo wakanaka izvozvi ndaka unblokwer??But manakuririro avakaitwa wasn't polite though, aifanirwa kutaura nawo in a good way