Rip shumba Danny @ Tinarwo Tinarwo
Veduwee murume uyu arwadzisa handikanganwe chipo chaakandisiira chinokosha.Nemusi uyu muna 2018 takanga tashevedzwa kwachihota kwa Bvure takaridza mbira zvinomwisa
mvura kwachena ndiwo musi watkasanga a na Shumba vakanonditengera set ye mbira ku Chitungwiza musi iwoyo sechipo chekutenda nanhasi tichiinadzo dzirikurira
Rip shumba