Friday, June 06

Ritz Atumirwa Mbavha Akapondwa

Ritz Atumirwa Mbavha Akapondwa. Just got attacked makuseni . Hanzi ndiri kuzvinyanya.But inga ndakati handichaita content yekutuka vanhu Help me find the culprits  Vanga vane honda fit ye red ABX6314. Tine tichiita content kuti mufare, manje kana modai mwana wacho anochengetwa nani.

 

  • Share: