@Ronicah19:Haa iri door vharai shuwa😂😂😂 makey mobva matokanda muLimpopo River😂😂😂Congratulations murudo murudo♥ï¸@acee.010:Heyi wena Old Mutual 😂😂😂😂😂😂😂😂 try farming not this 😂😂😂😂@tinosmasimba:murume akwegura pamazuva ake...Ancient of Days chaiyo
@nyashamapisa#ceo of Shoe City:As long ane birth certificate shaaz varume vakunetsa kuwana ava, usateererr vanhu@atmk:Akati zvake penjeni yangu ndichatsvaga hangu muzukuru wekudya nayo😅@shred-with-tumi:Vazhinji vari kupa bad comments havana kana vanovarora.. its a good thing and blessing kuwana munhu anonzwisisa your feelingsâ¤