Royal Mint kungodenhawo zvake vamwe nekuseka nhamo dzevamwe but iye life yake chaiyo yakatobvanganyuka pafeya. Aneiko Tinashe Ndhlovu, focus zero, direction zero, gender chaiyo haana , profession svinu inobatika haana, muvezi atori nani. Aneiko Tinashe anongodzungaira nepasi pese achizeya kunge champupuri chisina kana
direction. KuJoni akapemha kusvika aneta achishandisa mutactic wekuti ndinovengwa ndiri we LGBT hameno iyoyo pedzisai mega. Akabva akaenda kuToki akanouya neiko ikoko hapana. Kunyebera earthquake hanzi ndodzokera yet munhu haana direction hakuna dhiri. Nhasi ari paAfrica bhizi kurembembera pamabusiness evanhu vane zvinhu zvavo apa richinyenga Nisha futi
zimbuya irori. Unei iwe Tinashe tipewo mahighlights chete eprogress yako mulife then tozotangira ipapo, until then shut up iwe gadzigono. Hauna door naBruno iwe. Ziface rinenge dhongi rekuBotswana kuMogoditshane. G for Gadzigono !Hanzi dhongi re mogoditshane ??????