Thursday, December 18

Sad News Mai Nyathi

Royal mint speaks  ndataura kuti ndoda kunoitei here zviye ??? Unotondione semunhu anongotora nyaya dzemakuhwa nhai ? Kutaurwa kwadzo kwanyanya , takambotanga tichiti vanhu vanovenga asi chokwadi kuignowa chaiko totya kuzozvidemba kuti dai takaziva , zvakangokosha kunoita ongororo, kakawanda irikugara ichichema gender iyi tichingoignowa

 

But guyz besides kuvenga nyathi makambozviona hr kut mai nyathi hawana mufaro kan nyathi aripo ngatitaurei chokwadi ndizvo hr zvekut munh anofanira kuona murume wake seshumba makamboona kut mai nyathi wanofara sei kan waina bamunin nyathi hamno kahunhu kehubaba kainakl sol l nowonder y hama dzamai nyathi dzisingambouye kumba kwavo mai nyathi wakatambura ne operation paye asi camwene waivamo mujoni

 

 

 

 

wachitadza kubatsira muroora kuita basaHapana hutsi hunopfungaira pasina moto. Ende vanhu muchatukirira but musati matuka mai nyati vanoratudza mufaro hre? Mai Nyati vanopfeka kupfuura nyati here ndedzipi hembe dzinodhura dzevakadzi kna varume. Ongororai nyaya iyi.

  • Share: