Friday, May 16

Same Woman Wekunyudza Maitt

 

Same woman wekunyudza mai Shumba, uyu Dai anyarara akudisplayer huserenga hwake

 

 

 

Patricia Jack haadi kuti dzake nyaya dzifumurwe anoda ariye achitaura dzevamwe sekunge ndiye mutsvene.Mamwe mahure amunoti mahure arinani pane chihure chinoitwa nasisi vemazamu anenge matende evaroyi ivava ende vanodanana

 

 

 

 

nemasahwira vasingazive kuti masahwira acho anoudzana that's how cheap she is.Dai ndiriwekuda drama uyu dai takamuyanika kare kare 2021 chaiko.Anofarira kusuffer kwevamwe manje Mwari haadhakwe vanhu vese vaakaisa depression ndomisodzi yaakuwana iyoyi.Ende team bitterness inotomuseka nerweseri but iye akapusa haaone kuti arikuitiswa.I

  • Share: