Monday, October 13

Seh Calaz spotted Kadoma Festival Begging For 10 Minutes

Seh Calaz spotted in the crowd, just vibing and enjoying the energy in Kadoma ✌️??? The ghetto youth king keeping it real!

 

 

 

 

???? 10 minutes dzaari kuda kukumbira dai atombonwa hake mapiritsi ake pa 10 minutes idzodzoAenda kunoona ma Goat achiimba kwete noise dzanoita dziya?shoko rinoti uchazviona asi haungazvidye 

 

 

 

 

Richinyanya kujairira vanhu vakuru haupanhuwe hakusi kumatapiThis guy pakafa umwe wake hazvina kuzombomira mushe....dance rake raisimba vachirwa kana kusupportana na sauro...haasi mudiki uyu bt his creativity came simultaneously neyachibaba....inini i respect him he ma 2013-2022 ivenekunakirwa kukuru..kana kunwa kwangu mazambula ndopandaiva pa peak...izvezvi haa

 

 

 

 

ndasheka tsvimbo nhatu dzezambula ndakutonzwa kuti ndachimwa...zviriko...Akatomirirawo Baba vake kuti vayende pa Stage ??Kkkk uko hakuridzwe memory card anototya kutomira pastage pacho

  • Share: