Wednesday, May 21

Sekuru Gudo Vakaradzikwa Panze Ichokwadi

Madziva ndokwaive kwaroorwa mom vavo after vasiyana nababa vaTari then pastand apo nepamom vavo pavakazvitengera mushure mekunge vasiyana futi nahubby wekuMadziva ndosaka zvakaita nyore kuti vawane ruzevha ikoko .Mafungiro angu anoti๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡

 

 

 

 

 

1) Pamba paye padongo chiripo chete paye iguva ramai vavo rinova rakavakirwa uye vanorishanyira vachinosakura nekuisa maruva, pamusha paye pakabviwa kare kare more than 25yrs ago saka maida here vavake dzimba dzidonhe futi coz obvious hapana aida or anotarisira kuzogarapo,vaxana avo they are married if vachida kuvaka paruzevha vanovakira kwavakaroorwa.. dai vabereki vavo vari vapenyu am sure kudai pakavakwa.

 

 

 

 

2) afa apo ndibhudhi vaTyra not iye, murume or mwana wake saka macompanies aanoshandira aifanira kuuya kuzodii?? She is just an employee kuma companies, kana vakatomubata maoko whether nemsg or ne email vakatoiti pavo.... zvekuzoti havana kuuya ratove drama, kumabasa uko ukafirwa inongopihwa maleave days woenda kunhamo wozodzoka kubasa, havambokuperekedze kurufu.

 

 

 

 

3) These sisters tried their best kurapisa bhudhi vavo kuma private hospitals even kunze kwenyika zvese izvozvo vaisazviita mahara paibuda mari am sure vatosara futi vaine mamedical bills to pay... saka kusarongeka kwavo ndekupi??

  • Share: