Uyu ndivo sekuru vekubata chibharo muzukuru wavo mwana wemwanasikana wavo kubva aine 12 years izvozvi ane 15 years Mbavha, mhondi naivo mabhinya aya vese mumajeri and throw away ma keys
O my dear Lord,zvinorwadza izvi. I think that lady need to let go of her job in South Africa and be with her daughter. She needs her mom more than anyone. If not ngamutore agare naye ku South Africa kwacho. Ndarwadziwa nenyaya iyi…