😂😂😂😂😂😂😂😂😂Sekutamba sekuseka guru rakutonzi Mai tt zvese nekumarokesheni hanzi ukasvika pabutcher unongoti ndipo Kamuchacha kana kuti Mai tt vakutoziva urikuda guru..Zimbo surrender 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂hanziii kuchitugwiza kukotamai kunyama guru rakutonziii mai tt zvakaoma mazimbabweans ndamakoniwa ini 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣