Monday, October 06

Serious Tsaona Izvezvi Seke Road Chitungwiza

SAD? | This happened this evening. A serious accident involving a single vehicle along Seke Road. The driver reportedly lost control after overtaking another car. The number of people who lost their lives in the crash is still unknown. More details to follow...

 

Watch the video in the comments section!dai mazimbabweans anzwisisa kuti kumhanyisa mota hakusiko kungwara. especially vano driver public transportChete chivanhu haticha

 

 

 

 

 

chikoshese these days, but what I know is munhu akafa nenzira dzaka dai, hama dzake dzino fanirwa kuno taurira or kuteketera ipapo, kubvisa mweya wake ipapo since paripo paanenge afira, kuitira kuti mweya wake usarambe uchitenderera ipapo nekuti zvechokwadi panoramba pachifiwa ipapo and nenzira

 

 

 

 

imwe chete iyoyo.... I saw that in South Africa and I ask them why muchidaro and that's what they told me......Let's take it easy pa road guys, tosvika difference yema 5 mins. Ngatisamhanyei. Nematambudziko kumhuri dzarasikirwa.

  • Share: