Ngatinamateyi Mwari vatichengete pamugwagwa apa hama dzangu, nguva yatiri haina kumira mushe. Handina ma details akawanda about this accident but ikunzi yaitikira kuMasvingo.