Ketty Masomera Kwanzi apiwa €1000 ku Revolut ichibva kuna Fungai Mtisi . Ndeye kuvhara nyaya yemwana wa Hodzeko kuti vanhu vasazive kuti mai wacho ndiani.
2: kuti asabuditse sex tape ya Madam Boss naPirikisi nevarume anovata navo. Hanzi kana achienda overseas, kunemurume anotevera mashure.
3: Hanzi rent ye salon new one irikuita €4500 saka ketsvina haana mari yokupedzesa that's why akataura nyaya kuti a blackmailer Madam Boss na Fungai . Hanzi kwaka taurwa after adonha pa live ya Samas zvikanzi ngati
kandei Pattricia jack pasi pe bhazi 🤣🤣🤣🤣🤣🔥Uri duzvie chairo duzvie kubhadhara ketina 1000 kuti asakutuke apa vanomira newe Wacho hautombotsike Kuma page avoOk that's why lullu arikutuka Patricia asiya Ketty muridzi wenyaya ,yha ndapabata manje