. Vagari veku Zengeza vatambura ne mbavha anonzi Blah Matsotsi anotobikirwa doro kupembedza shavi rekuba.
Akasungwa haagari mujere.Bla Matsotsi anobaya vanhu nebanga achivaudza kuti vakamusungisa vanopedzerana
Mapurisa akavhura door remumba maive makarara Bla Matsotsi asi makabuda imbwa vakaona musina munhu #fblifestyle