Shofe vakuita kuiterera 🍑😜nemoyo shuwa kubva waita kuzhamba kudaro😂😂dzinenge dzanga dzane gore
ro Kuitwa C
Dzoda kurohwa idzi zibenzi rababa, munhu wepi anoita mashura akadaro😅😅😅 kuita kushama kudaro Rega ini sekisi shuwaDzingoriwo hadzo
nharo but vakadzi vema shofe muri pamupata team rinodya mhando ne mhando dzemu dhoto 😁Haaa baba ava hapana zviripo kuudzira beb hanzi chemerera