Saturday, July 26

Shugeta Otuka Gilbert Nyati

Wataura chokwadi apa Shugeta thank you for coming out with your wise advicešŸ’– Nyati family needs professional help and parenting education. Asi iye Nyati achiposta video mwana achotaura mashoko anotaurwa nevakuru aifungeyi sababa? Ko ivo mai vacho vaifokasa necomputer yavo vachinzwa mwana achitaura kuti baba hure ivo vachiita sevasina zvavari kunzwa ndizvo zvino ratidza kuti pfungwa vese mai nababa havana apa vave kuita mumwe mwana aripo vasati vave kumugona kumucheta. Kiki aitove nani paaive kuZimbabwe nababamudiki vake shuwa,zvakaoma
 

  • Share: