Monday, December 08

Sibangani Makwananzi Atisiya Ku Durban Titsvageo Hama Dzake

makadii hama neshamwari taitawo dambudziko kuDarbun tine murume afa afira mumba aane Sugar tikutsvakawo

 

 

 

hama dzake isaiwo mumagrps tiwane hama dzake Iwo ndiye murume wacho please tibatsoreiwo

  • Share: