Sisi avo vari kutrender kumagroups ekuseri.Vakavakisa imba vataurirana nemabhiridha kuti vachabhadhara R30,000 asi hazvina kuzodaro.Vakazopiwa R15 k chete imwe ikaramba kubuda.
Vakazoudza mabuilder kuti mari havana saka vakubhadhara nebota ???
Vakasaina contract yekuti umwe neumwe bhiridha pahu4 hwavo anodya bota ka10 zvobva zvavharana.