Thursday, May 01

Sister Ya Tytie Yotaura Zve Kwa Chihoro Kwavakasimudzira Nyathi Mhepo

Sister ya tytie wadini wangonyara 

Vanhu vanoshereketa, vasingabvi mudzi n’anga vanotyisa unopfuudzwa ukasiya vana dzave nherera 

 

 

 

 

Look now Nyathi kubva pangangobva ana tytie kunosimbisa mishonga yavo, Nyathi akabva zvinhu zvangotanga kudhakwa ne page racho hasisitorina

 

 

 

 

Akatsvairwa ne mitsvairo yakabviwa navo kwa achihoro 

Tete Emie Masibanda please yes zvinorwadza but family member ikatanga zveurombwa umm anenge akutyisa

  • Share: