Zvaku Maker sense kuti vanotengesa ma drugss sisi kuchinja property vachiti imari yecontent izvo ndeye domboMama Vii wauya uchitaura zvekuti Pane akutengesa ma dhragis why usina kuenda kupolice.Why wamhanya kuposter usina kuenda kupolice ezvino munhu anotomaviga.Mama veee usatambe nepfungwa dzedu pano hapasi pakamba hatisunge vanhu ..
Tichasunga vauya nenyaya dzacho nekuti maramba nezita mangouya muchingoti mukadzi saka.mukuda kuramba muchi vharidzira munhu akuparadza ma ghetto youths.Chipo kana uriwe zvisina proof usabvume vanhu vakurwadziwa kuti ukuita mari dzako ne broncooo usa adresser nonsense munhu ngasungirire Hama yake nekuudza kuti usatore zvinodhaka ...Kana wanga usati wamaviga itomaviga zvisina zita hatinei
nazvo isu.Pamberi ne hustle Chipo tafadzwa angashaye ma customer kambani ikavharwaMJ WEKU TIK TOK AUYA NE ANSWER YEMUNHU ARIKUPA HAMA YA Mama Vee MA DRUGyS HANZI NDI CHIPO TROUBLE CAUSER