ukanyanya kuonererwa pa fb vanodepisa kikiki brurunoWhen I saw it earlier I thought it was her father ??Pamusoro pewardrobe patiri kuona nepama mirror pakazara futi mangwengwendere ngwengwendere...Paside pababa pane
chigaba che doom mapete anenge arura vombomuka vo sprayer vorara zvakare???Ipapo unenge wati nditorei pikicha ndimboita show vanhu kuti zvangu zvakarongeka….wanike inongova njake njake