Nhasi arikudurura handzi wicky refused divorce and settlement. Sonja arikuvava ??Wicky will forever love Sonja
Chitete chiya is the evil formed against Lulu dai chiri kunyarara Sonja would be quite manje chinodenha Sonja too muchLullu akororerwa kusvotesa sonja nekuti dzaive dzichiri kumuda even kutengerwa mota kuposter kuya kutsvaga attention yasonja manje munhu wacho haana kukurira munhamo haavhunduke ?Ana lulu vakahura kare
nhumbu dhololoNdozvazvinoita ukaroorwa nemunhu ari muprocess yehealing???Murume wako ari busy kuudza Sonja kuti ngatiite mwana wechi 3 zvikuramba here nhai lulu zvakaoma zvoitwa nevarumeHakuna kumira mushe nhasi kuma status ana Sonja myb ndini ndisirikunzwa chirungu.Hondo yatanga takamirira tete
Moe vapindureTete Moe ndivo vadenha mai John ...Moe akabvunzwa kuti l love ur relationship nebrother yako nezuro Pa Q n A yake akati we had 7 yrs tisangataure zvichikonzerwa nembwa dog wat wat aireva Mai John but now we are buddies with my brother
Soon she’s getting married to a tycoon from Congo
Tycoon almost like dangote(( Sonja))