Monday, July 21

Sorry Zvenyu Nyathi Family

Think it's good cause no one was reprimanding the child and she is still a baby to be exposed to all thatGilbert Nyamanhindi ahhh munozobhowawo imi , nhasi ndaona muchiudza mwana kuti daddy vane uswa mukazomuti iwe unei akazenge aakuda kubvisa bhurugwa.Why do you post such nonsense muchapedzisira mabhanwa 

 

 

 

 

Ndopaya panonzi chikoro chakakosha , ehe unogona kuita mari ugoita mablunders ekuti unodzoka pazero nekuda kwekushaiwa wo zivo.

 

 

 

 

At this point u need a manager.Ko Mr Marambire makavadii? 

 

maakubhowa

  • Share: