Saturday, May 03

Stanford Gwisa Babamunini Vakasiya Vabata Mwana 1year Old Anogara Ku Queens town Eastern Cape

Makadiii ndinenyaya yanguwo ndinabnn vakabata Mwana chibharo ndobva vatiza vakauya muno musouthafrica vanogara kuQeenstown kuEasterncap anonzi stanford Gwisai please help kubata mhondi iyi please vanhu Havana

 

 

 

 

 

Moyo kunze Uku anoziva pavari baba ava inbox #everyonehighlightsMunhu ngaasaungwe veduwe, unga raper mwana wako here sure

  • Share: