Mark don't be.so usefully to useless doesSungidoesSungura Mark Ngwazi aneshoko raasiira Madzibaba Nicholas Zakariah. Hanzi rukumbiro rwavo haisi nzara asi kuti kutodherera chaiko 🤷♀️. Munotiwo kudii nemashoko aya?Bae
Xarmie acharamba achikuvhurai meso chero akazonzi haasisipo basa anenge apedza, mission accomplished vanhu vanosara vachiziva zvakawanda zvaiitwa nemapenzi enyu aya. I'm not a blind follower of the genre.Haa but
zvamwari chaizvo guys ,,hazvidi kudaro I think there are people who deserve help yevanhu that mudara uyu ....Asi ndambobvunzawo madzibaba vanonyanyokumbira pese Pavano poster kukumbira chete worse mazuva ano ratove guma guma that post was so bad ungataura nyaya yesadza rakupera mumba