Wednesday, May 01

Tallyn Ofumura Nox Hanzi Haagere Choya Underpeni Dzake Dzinogara Netsete Dzaayindi Wachisa

Tallyn Ofumura Nox Hanzi Haagere Choya Underpeni Dzake Dzinogara Netsete

 

 

 

 

Mahure ndozvaanoita Kuda kutsvaga Mbiri na Nox Takamuziva kare zvemukati isu maromo anenge Mapapu emombe. Hodo munenge Maona Kut hamucharira Muma street motanga kutukirira asi manga mazvichinja Zita Wani musina Kana kuendeserwa Kiti zvayo Kumba kwenyu.

 

 

Kana vanhu vokutuka kuti hauzvare wotsamwa why achifarira ku attacker ex iye haana kana chaakambotaura bad about you kana muchimuda dzokerai kuda kunyaudza tomuda akadaro unosvota iwe. echoya haunyebi hako ndakaodzwawo nembiri 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Kana ane nharo ndizvitibvuuu. Unprovoked!!! I'm starting to think kuti musikana arikutoshaya ari kumunakira kupfuura zvaiita zaka boy

 

Saka newe uri chapaaaaaa waida kugererwa nani hanty unototi pamusoroi angana tibvise soraaa dai ndiri iwewe ndanyarara uri chapa. Kutsvaga mbiri nexvisina basa uko, akushaya last uyu , akarambwa achiri kuda munhu o think Wachai steste makanyarara kuvhura hapwa nekuti marambana chiiko chakadaro chinenge datya rarwadziwa nemimba hant manga muri murudo here zvakatopfura pinda pane mumwe chero ukawona ekuti unonokutura dananai usavhura hapwa

  • Share: