Thursday, April 25

Tatelicious Hanzi Mai TT Vari Kugara MuHotel Cousin Rose Na Tete Mildred Vakaramba Kugara Navo Nekuti Mura Anga Akunyanyirwa Nema Visitors Echirume

Ndabata Fresh Dot-com

Felistas Staying in Hotel or Kumba kwaRose?????

Rose akaisa mutemo akati she doesn't like man coming and going in her house .Mura anga akunyanyirwa NEMA visitors echirume.

Thank you Shamwari yaRose for the information.

Tete Mildred vakaramba kugara naFelistas because VANA vaTete Mildred are angry at how their mother gave a stranger Felistas 8500US dollars whilst Hama dzatete Mildred dzichitambura kuZim

Hakuna kumira mushe

Feli anenge akunzi was sleeping Kumba kwa Kay Cie then Kay Cie's girlfriend found it out Felly ndokudzingwa.

I don't know kuti anorara kupi today.

  • Share: