Haa amai endai zvenyu kujere straight apa.makusvibisa zita rechurch manje kuti aah kuenda kuchurch ipi unouraya vanhu nemapanga mweyai wakati kiti
Tatenda Chokulover Chokuda akapfuudziwa upenyu nemukadz wake neB@ng@ ??Anger doesn't pay it will tek kujeree straight,, kumwe kutsamwa kusina basa
Kururai uniform mynn matova mhondi vana dzava nherera
Sorry Tatenda mweya wako uzorore ???
NB :saka vana vakakura unovaudza Kuti ndakapfuudza baba neB@ng@ ???Unoti uri mujere wofunga vana wofunga murume wawadeura ropa worota achiuya kuhope unofiramo