Monday, June 24

Teacher Ava Mr Muchembere Vouraya Mukadzi Kimucheka Cheka Zvaitika Nhasi Hazvisikutarisika

Murume uyu anonzi Mr Muchembere teacher at Nyamatikiti High School in Rushinga Mt Darwin auraya mkadzi wake nhasi 08/06/2024 around 03:00 and after amuuraya abva atumira msg pagroup rewhatsapp rinonzi RUSHINGA POLITICS AND DEVELOPMENT achiti ndauraya mkadzi. So murume uyu abva atiza up to now haasati azivikana kuti aripi but as I'm saying now he is sending mamsg group iroro achitaura kuti mkadzi ndamuuraya nekuti anga achidanana neshamwari yangu muzvinabhizimusi wemuRushinga anonzi Roddy Mujati.

 

 

 

 

 

Anenge amuonawo murume uyu ngaaizivise mapurisa ari penyu.Nyasha Muchembere a teacher has chopped his wife into pieces using an axe, killing her instantly early today June 08.

Rushinga police has since arrested him.

The couple was living separately but Muchembere would always stalk his ex wife.

 

 

 

 

 

 

 

The source said the accused followed the now deceased to her place and killed her 

The wife was identified as Christine Bhaureni, a teacher at Nyamatikiti high school.

 

-Bindura Eye

  • Share: