Inini Tilder LIVE ZIM show yenyu ndoida and inobatsira.
Asi madhiri enyu na Dr Choga ekutuka vanhu vakuda kubatsirwa haite manje.
Even kuti murume afona achiti ndikukasika kutunda and you laugh before his wife munenge muchida kuita sei self esteem yemunhu?
Kana vari Dr Choga even murume akati sorry vanobva vatanga kutuka, haufunge,hunhu hwakasunama etc stop it.
Asi kana vari ava vekumamira mulawn kuEngland you become soft and gentle..Inyaya yekuti veZim havana financial benefits Ka?
Hanti zvimamiso kana yanguva yetuprogramme twana father's and mother's day ndovanobhadhara?
Please Zimbabwe to UK and Capetown respect vanhu imi.Dr Choga havagone havo vanotungamidza maemotions but Dr Nyamakawo calm and collected vanopa advice inonzwika. Kuseri
kwaChoga kunobudwa mariHaurevi nhema Tilder ndinomufarira asi ane kahunhu kamwe kanondibhohwa kungokata kata vanhu, kungoita kunge vanhu havafungi vese na dhokuta wake iyeyuVanhu vafara , vakuru nevana kuona ndenge ichimhara vachisvika pedo nayo mu Venice. Kuma Chechi kwa Matare ndiko kwayamhara vauya nayo vachienda pa Chechi yeko🙏🙏🙏🙏