Friday, April 10

Tete Vemukadzi Wa Ronald Mujuru Voti nyakufirwa akarombera kuita gold? Chigananda chinonzi ndicho chinoita collect gold around Mash east kuendesa

Is it true kuti tete vemukadzi hanzi parufu vaichema vachiti nyakufirwa akarombera kuita gold? Chigananda chinonzi ndicho chinoita collect gold around Mash east kuendesa kuZvigananda...unoidii 50k ne mota iwewe usisina mhuri?

 

 

If its true kuti Chigananda tongoti mari ine chitema apukute ma crocodile tears...General be consoled when a tragedy of such magnitude hit us people will come up with so many theories.

 

Rony is my guy. It shall be well GeneralRamwiwa ropa revanhu mu Zimbabwe muyimbi wenyu weku America uya nevamwe vake varimu Zimbabwe takambozvitaura izvi

 

 

 

masatanist ayaaa honayi amusati matanga aslong muchikumutendera kuti a uyee kuzopefoma chete achidzokera ngozi mumugwagwa muchapera kusvika mavura maziso

  • Share: