I saw this yesterday zvinorwadza but that girl she need help i don't think she okay pfungwa dzake dzinoita kungo dzinomborasikaah inorwadza episode iyi..apa makumbuya ayo kutoda kuvhunza kuda kumupa confusion mwana nxaaaI feel like musikana uyu
was threatened heavily cz aitya kana kutaura .she needs a therapist so that she can open upTiri kunyara sevazkuru venyu Sekuru maakunofira ikoko Saka vana morererwa nani ende maizviziva at last kwai muchengeti vana vangu nxaaaa tir kunyaraUnenge uchiti vana vakachengetedzeka izvo various kubata mwana chibharo, mwana said the truth
paabvunzwa at first now ana mbuya threatened her kuti ukataura chokwadi chete hokoyo, mwana kutodedera kutadza kutaura nekuti chembere mbiri idzi dzirikuda kurandutsira harahwa yavo ende futi so ka mhandu yemukadzi mukadzi shuwa