Tuesday, October 22

Themba Mliswa Ovhema Zvinonetsa Kidanana Ne Benzi Susan Mutami

Themba Mliswa has responded to malicious claims by Susan Mutami. In his message on X he had this to say: [SLIDE]

Mashoko angu ekuguma panyaya iyi on a public forum is to say zvinonetsa kana ukawana benzi raamai, kurirera kutongonyarara. Kana benzi vari Mai vemwana wako wotongotambira kuti chero mwana ari kudya achiguta achienda kuchikoro zvimwe zvese wongonyarara wosiya.

 

 

 

 

 

 

Pavana 20 vaShumba Murambwi VaChivi hapana anotambura chero vanaMai vacho tochengeta kana vachida. Tinganetswe neumwe iyeye here. Mwana kuchikoro arikuenda arikuguta zvino zvebenzi rinoda kuiswa mari muhomwe hatiteerere. Hatingatendere kuti benzi rimwe chete risvibise dzinza.

 

 

 

 

 

 

 

 

Vana vaimbova vaviri zvino ava mumwe. Hakusi kupenga here. Kana zvakwidza dzamai dzanyatsotayika dzose kuAustralia tichaenda kunotora Shumba ipinde munedzimwe. Ndakuma ini vaChivi handichakuma futi.

  • Share: