 
			            This is getting out of hand. Vanamadzibaba vakatanga rinhi kushandisa ropa rembwa kuita miteuro.
The way yaauraya nayo that dog haaaa I think he practices cannibalism chete ndatya iniHapana mutewuro waka dai wuroyi cheteThis one can eat munhu chaiye
This is scaryVanhu mozonyanyodawo ma easy and quick solutions. Zvimwe namataiwo mega. Chii chakadari so?
Vamwe vabereki vedu ava vanenge vakabata bata zvinhu zvotanga kuvanetsa. Tsvee kutaura kuti takange tatora mushonga wechakati vodzosera, vanoguma voenda kwese kwese kunotsvaga chero help. Ndiani anganyatsoona mbwa ichiurayiwa oramba akapfugama.