Good night
This is Rukudzo uye from Norton who 3nd Hupenyu hwake
Akasiya vana vaviri
Mmmmm pakaipa R. I. PDayi mwari vakakunyimayi mberekoMwana anoroverwa kuita weti hre? Ava ndivo stepmother vaKimberley mwana waRukudzo wekuzviwuraya kuNorton. Zvanzi ndinobvuma kuti mwana
ndairova neshamhu asi mavanga handina kumbomawona.Amai ava should just be arrested simpleKana akagara naye from january to october ozoti haazivi zvemavanga anoreveiko mukadzi uyu. Ungaitire utsinye mwana ane 3yrs. Attitude yavo mai ava inotsanangura yoga zvavari