Satan anouya nenzira dzakasiyana shame but zvanga zvakarongeka hazvo...â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸Baba ava vanogona kusekwa kuti vakashata or vaienda kutoilet kasingapere but pavanhu vaakadanana navo he seemed genuine and mature and he was so calm