Monday, May 20

Tine Hurumbo Nhumbu YaKiKi Ya Svotoka Mushure Mekupihwa BP NeInterview Ya DJ Ollah

Tine Hurumbo Nhumbu YaKiKi Ya Svotoka Mushure Mekupihwa BP NeInterview Ya DJ Ollah

 

 

 

 

Vanhu vemaskits mune madrama imi all these in the name.of content creation here ?? Ayaaass even mukatoona rufu papage pano coffin raKikkie richipinda muguva munenge muchingoti content kkkkk....not everything is about content, kana nhumbu yabva yabva hant pane vaenda kuhospital...unless makuti manurse vakuitawo content nevana  ini kana nhumbu yachona handina kumboiona ini kkkk content manyama varikuti preparation makaion here vachienda nayo kumba kana kuti yayingoperera mushop coz vai advertiser kkkkk

Aripo ambozvitaura kuti kuchipatara kukudzokwa nemscarriage muc section Bro zvimwe zvamunouya kuzoudza vanhu pafacebook hazvitaurwe Sandiyo nyaya yekuti maita misscarry asi kune kwamakafamba vakati syanai nekutaura taura havasi vese vanofara nemi vamwe vnenge vachitoita zvimwe zvisingaite pamusoro penyu saka it is the best mumbonyeba kuti akusina asi aripo hake Tyt wombotamba wega pasocial Kikie kwakmbomuvika ksvika zvara mozoratidza ma4t sorryi if it's true asi kana iri content maziromo anenge madigwabvura nemadiro enyu e camera hamuna kumbotirakidza pregnant test plus kiki kuhospital hatisi vana venyu manzwa Mmmmmmmm miscarriage chaiyo or yemusoro wenyu henyu atodzoka kumba yaitombovapo hre mimba yacho imi maingogara muchiberekana miscarriage hakusi kupinda muBMW kaaaaaa moda kutinyepera tsvagai mari zvakanaka 


I think manga musina nhumbu ndoona kunge mashandisa. opportunity ye kutukwa kwamaitwa na DJ Olla kuti zvinzi ndozvakonzeresa kubva kwe nhumbu nekuti kuseni pa video yako wanga uchiti Kiki aendeswa kuchipatara wati hanzi ane BP nechikonzero che stress muri ma opportunist mukungotsvaga clout fokof Sorry for the loss dear brother, How about if we concentrate on giving people entertainment and KEEP CERTAIN THINGS TO OURSELVES like our income, personal issues etc. Not every follower is for us some are merely looking for a chance to destroy us completely. SO CAUTION IS A MUST sometimes. Mmmm handisi kt kudii hangu but ndakamboitawo miscarriage handina kudzoswa kumba same day ndakatora rako hameno semunhu ange ati chemberei pamwe vaiona kt mabhonzo hasati adzokedzana anywhere sorry for yr lose guys

  • Share: