Tino aundurwa NE comment section paisa Mama vee?ndobva abvisa Zita rake ?akasiya Ra Frezt ..Zvino mama vee ndohwa kuvanyarira vanga vatotenda kudhara comment section yajamuka ikati Ngochani. ...but apana akamboona achiita zvevarume vanhu kungovengawo siyai mhosva apihwe mota
This week mama vee vari pama1 shuwaChero vanhu vakavenga Admire level rake kwakuseri siyai munhu aite zvaanoda ne private part yake .Admire kumubata kuchatonetsa chero uyo apihwa rapata haasvike pana AdmireIiih
this week mama vee mhepo dzakasimukira at least haatambure and mota 3 nerange rover ?????Pakuzoenda ku statehouse nehembe dzechikadzi haibo kwava kudherera nyika uku nepitkot yepurple haibo Kuna president