SAD???tovachengetera pai vana vacho kuwaterfalls kune kunonzi ku Eyestone kune mwana ane 11years anga achiba vana achinova tengesa kuHighfeid .
ari kuti akamboenda ne 5 akapiwa mari nekabhasikoro tochengeterai pai vana .so vanhu. ve community vakaita team up kuenda ku Fiyo pavainge vaita tsvakurudzo vachida kuita hondo pamba ipapo bt vakaenda vasina police so vana vakazoitwa dump
ku southlea Pack ndovana vamuri kuona avo imagine 11 years atova nepfungwa dzakadai.T for titende Mwari vana vedu vapenyuAnother Anymore zvitsa guys vana vana tochengetera kupi 11 years akutoziva kuita zvakadai bt community iri kuti vanofanira kubva mumusha mavari kugara imomo zvatoshata