"Ndangowona rori rarova pa pavement rikatanga kutizira ku right; handizive kuti zvafamba sei. Ndazobuda murori ndega nepanga paine buri," said the truck driver Desire Madhiviko, who survived the Chitungwiza horror crash which claimed 17 lives.
Madhiviko, who is in the hospital, said he was driving to Malawi from Chitungwiza.
Ndakafonerwa ndiri kwaMutare makure apfura awo zvikanzi Ruka pane murume aunzwa paPare asi taona number dzako aita fatal accident I was confused few minutes later ndakanzi ndi Thomas Panganai
ndopandakaziva kuti ndi daddy vangu chinguva chishoma zvikanzi vashaya ,he was gone jus like that 🥹😭😭😭😭 Hama dzangu zvinorwadza ngatichemei nevarwirwa nedambudziko avo raitika Chitungwiza i know ana understand their pain zvinorwadza chokwadi unenge uchiti mhamha , daddy,sis,mwana,mukoma varikudzoka manheru kumba . May their souls rest peacefully in peace 🙏