Pane accident yaitika paNemakonde High, hanzi rori rashaya ma brakes.... more details later.Nemakonde Accident Update:
From inbox:
Yes pakuvara vanhu 3 vanga vari mu mota ye red iyo, asi mumwe mwana ndiye akuvara musoro, then vamwe vakuvara mbichana kusanganisira nadriver weka Nissan ako ke blue. Vemu rorry rejecha vangomarika zvigunwe chete.
Edited by Chinhoyi TalkerEspecially zvimatruck zvosenga mavhu izvooo aaaahPamba pedu papindwa mu Durawall apo, pararamwa ne Nyasha.