Asi kuzvikoro hakuchisina discipline yataiziva here 😂 iri level hatina kumbogara tarizivaOh poor boy! Nyaya dzeva bereki vanosiya vana Nana gogo...kunzima...izinga lokudakwa lonke leli...this boy looks intelligent ,needs discipline and counselling after wards..and strong rehab marinated by prayers..I blame the parentsNyamande primary school zvakaoma udakiwe,tochikura zvayibzi no under 18 ayitrngeserwa kana doro kana kutumwa tayisatumwa doro but now ummmmm vanotengesa madrugs makwadza
nyikaKana zvisati zvasvika kwauri unoti mubereki watadza , kana zvazosvikawo kwenyu ndipo paunoona kuti mwana haana mugoniMwana haana mugoni ini wangu ndotoshaya mari yekuti ayende ku matrixMwana haana mugoni ini wangu ndotoshaya mari yekuti ayende k
u matrixFrom the story mwana akuti anogara nambuya and akuti mbuya vanogara vari busy vachitsvaka mari meaning no one supervises him Ruka Chivende-Page so what do you me parents have failed? Maybe haatorina vabereki vacho. When kids take drugs its usually a sign of abuse. Anoda counselling ne rehab