Unit L Seke pane vana vaba mota vatadza kucontroller yabva yabuda muroad nekuisa mavhiri mudenga yazomutswa nevanhu but hapana hapo akuvaraMmm ava ndivo vanotomboda discipline chaiyo.. who does that .
Shuwa kupa vabereki ma expenses avasina kurongeraVabereki vane Mota potaivo muchidzidzisa vana venyu kuchaira Mota itaivo zvinoitwa neVabereki vaneMombe vanodzidzisa vana vavo kusunga mombe nekurima
Panga pakaipa mai pavakasvika vana vatorwa kuendeswa kuhospital vakachema havana ku believer kuti vapenyu nezvanga zvakaita mota