A UZ student stole 3 cell phones kuma grounds , by the time yaazobatwa aakutoda kutokwira combi yekuenda mu town kunotengesa one yacho was already flashed
hanty munenge muchingoti heh fadza madzimai itai kuti hai hai ndabaka sechitaitai ..unobaka sei sechitai tai iwe usina ndaai?????Aaaah zvaiwana ngwarati ndakabirwawo phone yangu kuground ikoko I was heart broken sure apa that time I was doing
my dessertation?Pabhaizika hapo Engineer vanga vachingodawo Mari yekutenga magunanziTanaka agara imbavhaHe might have stolen a lot of gadgets
Kuchikoro...
Vanhu vachingoshaya zvinhu zvavo...
Haaa sad indeed ...ngaapihwe 5 years pa each fon