Wednesday, October 08

Uyu ndiye murume waRukudzo wekuzviwuraya kuNorton. Ndivo baba vaKimberley mwana akawonekwa anemavanga ekurohwa

Uyu ndiye murume waRukudzo wekuzviwuraya kuNorton. Ndivo baba vaKimberley mwana akawonekwa anemavanga ekurohwa neshamhu. Wopomera vamwene vaRukudzo zvakaipa.Saka kakadzi kedhuku rewhite kaye karambirei kuti kakataura kuti kada

 

 

 

kuuraya Rukudzo ..murume wacho abvuma wani???‍♀️Mukore uno kune mwana achasiyiwa ayine Kwashi shuwa hutsinye hwakadii ihwohwo?? Uyu wekuda vana vagare vese iye ASI kutarisa vana vacho arikuda kusiyira Ani responsiblility? Iko akati Varume havatarisi vana vavo vasikana ndiyani?? No wonder kakadzi kanyowani kacho karikutonyepawo kuti hakasi ku abuser mwana,

 

 

 

 

Kari kuti contributer baba Kimberly wacho murume wekuzvarisa nekusiyira vamwe responsibility yake....kakadzi Ako kakaroorerwa kuchengeteswa tuvana utwo.ichi chidzidzo kuvakadzi vese ukaroorwa

 

 

 

une mwana ts better kusiya kwaMai vako,cz zveSure kune maStep father ane hutsinye,zvekuti unoita kunge ukupika jeri uripa marriage,kozoita idzo hama dzemurume wechipiri dzinoshungurudza futi mwana wako zvema shuwa

  • Share: