Saturday, July 12

V11 Nyathi Why Kudaro Mukadzi Wako

Nyathi arura nechihure regai ndimbodzifambira musiuno akayenda nehure kuhotera achisiya mukadzi nevana vasina chikafu mumba regai ndifambire ndiuye ne mav11 stop it nyathi mama like you but zvaurikuita mukadzi is a big no wabva kure usadadire mukadzi wako wawakabva naye mumukuku nekuti wakuwonekera wakuhura nemasasco uchibata mukadzi rough. Ndirikudzoka nemav11 

 

 

 

 

 

#justiceformaikikiPlease note I love nyathi family remember tichivarwira panyaya yana tytie saka nothing personal tikabata nyaya ine proof we post takamira naye kubva kumukuku akubata mukadzi rough footage yepa hotel ndinayo ndikatsamwisa ndoikanda panoMunonyanya kumusekerera

 

 

 

 

achiitisa mkadzi ane one day abva kuzvara kondendi😩😩😩😩Tinohwina akufurira mwanaMoney amplifies character, zvanga zvagara zviri maari but achishaya zvikwanisiro

  • Share: